Ekisodho 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva rakatevera, akabuda akaona vaHebheru vaviri vachirwa. Akabvunza uya akanga akanganisa akati, “Seiko uchirova mumwe wako muHebheru?”

Ekisodho 2

Ekisodho 2:8-18