Ekisodho 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu vakanga vane nyota yemvura ipapo, uye vakapopotedzana naMozisi. Vakati, “Seiko wakatibudisa muIjipiti kuti isu navana vedu nezvipfuwo zvedu tife nenyota?”

Ekisodho 17

Ekisodho 17:1-4