Ekisodho 17:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akachema kuna Jehovha akati, “Ndoiteiko navanhu ava? Votoda kunditaka namabwe.”

Ekisodho 17

Ekisodho 17:2-11