Ekisodho 17:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vakakavadzana naMozisi uye vakati, “Tipe mvura tinwe.” Mozisi akapindura akati, “Seiko muchikakavadzana neni? Seiko muchiedza Jehovha?”

Ekisodho 17

Ekisodho 17:1-5