Ekisodho 1:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mambo weIjipiti akadana vananyamukuta akavabvunza achiti, “Seiko maita izvi? Seiko marega vana vechikomana vari vapenyu?”

Ekisodho 1

Ekisodho 1:12-19