Ekisodho 1:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vananyamukuta vakapindura Faro vachiti, “Vakadzi vechiHebheru havana kufanana navakadzi veIjipiti; vane simba uye vanosununguka vananyamukuta vasati vasvika.”

Ekisodho 1

Ekisodho 1:14-22