Ekisodho 1:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, vananyamukuta vakanga vachitya Mwari, uye havana kuita zvavakanga varayirwa namambo weIjipiti kuti vaite; vakarega vanakomana vari vapenyu.

Ekisodho 1

Ekisodho 1:10-19