Dhuteronomi 28:56 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukadzi ane unyoro uye anonzwisisa pakati penyu, ane unyoro nokunzwisisa zvokuti haangatsiki pasi norutsoka rwake pakati penyu, achava nomufungo wakaipa kumurume waanoda nokumwanakomana kana mwanasikana wake

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:55-64