Dhuteronomi 28:55 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye haangapi kune mumwe wavo nyama yevana vake yaari kudya. Ndiyo yoga yaachange asarirwa nayo nokuda kwokutambudzwa kwamuchaitwa nomuvengi wenyu panguva yaachakomba maguta enyu ose.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:51-65