Dhuteronomi 28:54 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange munhu uya munyoro anonzwisisa pakati penyu haazovi netsitsi kuhama yake chaiyo kana kumukadzi wake waanoda kana kuvana vake vaanoda vapenyu,

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:53-61