Dhuteronomi 28:57 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

achangobva kuzvarwa kubva muchizvaro chake uye nevana vaanobereka. Nokuti anenge achida kuzovadya pakavanzika panguva yokukombwa nokutambudzwa kwamuchaitwa nomuvengi wenyu muri mumaguta enyu.

Dhuteronomi 28

Dhuteronomi 28:48-64