Dhuteronomi 25:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana wokutanga waachabereka anofanira kutora zita rehama yake yakafa kuitira kuti zita rake rirege kudzimwa muIsraeri.

Dhuteronomi 25

Dhuteronomi 25:1-10