Dhuteronomi 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi, kana munhu asingadi kuwana mukadzi wehama yake, mukadzi achaenda kuvakuru pasuo reguta agoti, “Hama yomurume wangu yaramba kumutsa zita romukoma wake muIsraeri. Haadi kuita zvinofanira kuitwa nehama yomurume kwandiri.”

Dhuteronomi 25

Dhuteronomi 25:1-16