Dhuteronomi 25:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana hama dzichigara pamwe chete mumwe wavo akafa asina mwanakomana, chirikadzi yake haifaniri kuwanikwa kunze kwemhuri. Hama yomurume wake inofanira kumutora nokumuwana uye agoita zvinofanira kuitwa nehama yomurume wake kwaari.

Dhuteronomi 25

Dhuteronomi 25:1-14