Dhanieri 9:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makazadzisa mashoko akataurwa pamusoro pedu napamusoro pamadzishe edu nokuuyisa pamusoro pedu njodzi huru. Hakuna kumbova nechinhu chakaitwa pasi pedenga rose chakafanana nezvakaitwa paJerusarema.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:7-16