Dhanieri 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vose vakadarika murayiro wenyu ndokutsauka, vachiramba kukuteererai imi. “Naizvozvo kutukwa nokutonga kwaakapika kwakanyorwa mumurayiro waMozisi, muranda waMwari, zvakadururirwa pamusoro pedu, nokuti takakutadzirai imi.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:9-17