Dhanieri 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvazvakanyorwa muMurayiro waMozisi, njodzi iyi yose yakawira pamusoro pedu, kunyange zvakadaro hatina kutsvaka nyasha dzaJehovha Mwari wedu nokutendeuka kubva pazvivi zvedu tichiteerera chokwadi chenyu.

Dhanieri 9

Dhanieri 9:4-16