Dhanieri 8:26-27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

26. “Chiratidzo chamadekwana nechamagwanaani chakapiwa kwauri ndechechokwadi, asi vanza chiratidzo icho, nokuti ndechenguva inouya.”

27. Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike.

Dhanieri 8