Dhanieri 7:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Aya ndiwo magumo enyaya. Ini, Dhanieri, ndakatambudzika zvikuru nepfungwa dzangu, uye uso hwangu hwakatsvukuruka, asi ndakachengeta nyaya iyi mumwoyo mangu.”

Dhanieri 7

Dhanieri 7:18-28