Dhanieri 8:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini, Dhanieri, ndakapera simba ndikarwara kwamazuva mazhinji. Ipapo ndakamuka hangu ndikandobata basa ramambo. Ndakatyiswa nechiratidzo; chakanga chisinganzwisisike.

Dhanieri 8

Dhanieri 8:22-27