Dhanieri 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakati, “Bheriteshazari, iwe mukuru wen'anga, ndinoziva kuti mweya wavamwari vatsvene uri mauri, uye hakuna chakavanzika chinokuomera. Hezvi zvandakarota; chindidudzira.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:3-17