Dhanieri 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakupedzisira, Dhanieri akauya pamberi pangu ndikamuudza kurota kwangu. (Ndiye anonzi Bheriteshazari, akapiwa zita ramwari wangu, uye mweya wavamwari vatsvene uri maari.)

Dhanieri 4

Dhanieri 4:1-16