Dhanieri 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hezvi zvandakaratidzwa, zvandakaona ndivete pamubhedha wangu: Ndakatarisa, ndikaona pamberi pangu pamire muti, uri pakati penyika. Kureba kwawo kwakanga kuri kukuru kwazvo.

Dhanieri 4

Dhanieri 4:6-12