Dhanieri 2:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhanieri akaenda kuna Arioki, uya akanga agadzwa namambo kuti auraye varume vakachenjera veBhabhironi, akati kwaari, “Musauraya vachenjeri veBhabhironi. Ndiendesei kuna mambo, ndinomududzira zvaakarota.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:14-32