Dhanieri 2:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Arioki akaenda naDhanieri kuna mambo nokukurumidza uye akati kwaari, “Ndawana munhu pakati pavakatapwa vokwaJudha anogona kuudza mambo zvinoreva chiroto chavo.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:23-34