Dhanieri 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokuvongai nokukurumbidzai, imi Mwari wamadzibaba angu: Makandipa uchenjeri nesimba, makandizivisa zvatakakumbira kwamuri, makazivisa kwatiri kurota kwamambo.”

Dhanieri 2

Dhanieri 2:20-28