Dhanieri 11:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achashingaira kuti auye navane simba voumambo hwake hwose uye achabatana namambo weZasi. Uye achamupa mwanasikana wake kuti amuwane kuitira kuti aparadze umambo, asi urongwa hwake hahuzobudiriri kana kumubatsira.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:16-19