Dhanieri 11:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mupambi achaita zvaanoda; hakuna achagona kumisidzana naye. Achazvisimbisa muNyika Yakaisvonaka uye achava nesimba rokuiparadza.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:9-19