Dhanieri 11:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo acharinzira chiso chake kuzviwi agotora zvizhinji zvacho, asi mukuru wamauto achagumisa kuzvidza kwake uye agodzorera kuzvidzwa kwake kwaari amene.

Dhanieri 11

Dhanieri 11:12-25