Dhanieri 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ini, Dhanieri, ndini ndoga chete ndakaona chiratidzo; varume vakanga vaneni havana kuchiona, asi kutyisa kwakadai kwakavavhundutsa zvokuti vakatiza vakandovanda.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:5-8