Dhanieri 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muviri wake wakanga wakaita sekirisoreti, chiso chake chichipenya semheni, meso ake aipfuta somwenje, maoko ake namakumbo ake zvichivaima sendarira yakakweshwa, uye inzwi rake rakafanana nomutinhiro wavazhinji.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:1-13