Dhanieri 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakasiyiwa ndiri ndoga, ndakatarira kuchiratidzo chikuru; ndakanga ndisisina simba, chiso changu chakashanduka chikatsvukuruka uye ndakanga ndapererwa.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:2-14