Dhanieri 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akaenderera mberi akati, “Usatya, Dhanieri. Kubva pazuva rawakafunga kuwana kunzwisisa nokuzvininipisa pamberi paMwari wako, mashoko ako akanzwika, uye ini ndauya nemhinduro.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:6-21