Dhanieri 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye akati kwandiri, “Dhanieri, iwe unokudzwa zvikuru, chichengeta zvikuru mashoko andava kutaura kwauri, uye usimuke, nokuti zvino ndatumwa kwauri.” Zvino paakareva izvi kwandiri, ndakasimuka ndichidedera.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:5-15