Dhanieri 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muchinda wavaPezhia akandidzivisa mazuva makumi maviri nerimwe apfuura. Ipapo Mikaeri, mumwe mukuru wamachinda, akauya kuzondibatsira, nokuti ndakanga ndakavharidzirwa ikoko namambo wavaPezhia.

Dhanieri 10

Dhanieri 10:7-16