2 Vatesaronika 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musarega munhu upi zvake achikunyengerai nenzira ipi zvayo, nokuti zuva iro harisviki kusvikira kumukira kwaitika uye munhu wokutsauka aratidzwa, iye munhu akatongerwa kuparadzwa.

2 Vatesaronika 2

2 Vatesaronika 2:1-11