2 Vatesaronika 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achapikisa uye achazvisimudzira pamusoro pezvinhu zvinonzi Mwari kana zvinonamatwa, nokudaro anozvigadza mutemberi yaMwari achizviita Mwari.

2 Vatesaronika 2

2 Vatesaronika 2:1-14