2 Vatesaronika 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kuti murege kuzungunuswa kana kuvhundutswa nechimwe chiprofita, chiziviso kana tsamba inonzi yakabva kwatiri, ichiti zuva raShe ratosvika.

2 Vatesaronika 2

2 Vatesaronika 2:1-4