2 Vakorinde 7:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tigadzirireiwo nzvimbo mumwoyo yenyu. Hatina munhu watakatadzira, hatina munhu watakanyengera, hatina munhu watakaitira zvisakarurama.

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:1-9