2 Vakorinde 7:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shamwari dzinodikanwa, sezvo tine zvipikirwa izvi, ngatizvinatsei kubva pazvinhu zvinosvibisa muviri nomweya, tichikwanisa utsvene pakutya Mwari.

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:1-4