2 Vakorinde 7:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handitauri izvi kuti ndikupei mhosva; ndakambotaura kare kuti imi muri mumwoyo yedu zvokuti tingagona kurarama kana kufa pamwe chete nemi.

2 Vakorinde 7

2 Vakorinde 7:1-13