2 Vakorinde 6:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Savashandi pamwe chete naMwari tinokukurudzirai kuti murege kugamuchira nyasha dzaMwari pasina.

2. Nokuti iye anoti,“Ndakakunzwa panguva yenyasha dzangu,uye pazuva roruponeso ndakakubatsira.”Ndinokuudzai, zvino nguva yenyasha dzaMwari, zvino ndiyo nguva yoruponeso.

2 Vakorinde 6