2 Vakorinde 5:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaita kuti uyo akanga asina chivi ave chivi nokuda kwedu, kuitira kuti maari tive kururama kwaMwari.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:11-21