2 Vakorinde 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uku ndiko kuchava kushanya kwangu kwechitatu kwamuri. Nyaya yose inofanira kusimbiswa nezvapupu zviviri kana zvitatu.

2 Vakorinde 13

2 Vakorinde 13:1-7