2 Vakorinde 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakupai yambiro kare pandakanga ndinemi kechipiri. Zvino ndava kuzvipamhazve ndisipo: Pakuuya kwangu handizorege vaya vakatadza pakutanga kana vamwe vose,

2 Vakorinde 13

2 Vakorinde 13:1-4