2 Vakorinde 12:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinotya kuti kanaGoudy ndauya kwamuri zvakare, Mwari wangu achandininipisa pamberi penyu, uye ndicharwadziwa nokuda kwavazhinji vakaita zvivi kare uye vasina kutendeuka kubva pakusachena kwavo, chivi choupombwe noutera hwavakaita.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:12-21