2 Vakorinde 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei, isu hatingazvirumbidzi kupfuura mwero wakafanira, asi tinogumisa mwero wokuzvirumbidza kwedu pabasa ratakapiwa naMwari, basa rinosvika kunyange kwamuri.

2 Vakorinde 10

2 Vakorinde 10:6-18