2 Vakorinde 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatizi kupfurikidza mwero pakuzvirumbidza kwedu, sezvazvaizova kana dai takanga tisina kuuya kwamuri, nokuti takasvika kwamuri nevhangeri raKristu.

2 Vakorinde 10

2 Vakorinde 10:11-18