2 Vakorinde 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatidi kuedza kuzvienzanisa kana kuzvifananidza navamwe vanozvirumbidza. Pavanozviera vachizvienzanisa naivo pachavo, havana kuchenjera.

2 Vakorinde 10

2 Vakorinde 10:6-17