2 Samueri 7:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakava newe kwose kwawakaenda, uye ndakaparadza vavengi vako vose ndikavabvisa pamberi pako. Zvino zita rako ndichariita guru, richafanana namazita avakuru vari panyika.

2 Samueri 7

2 Samueri 7:8-16